Haugoni kufungidzira kuti ndakafara sei pandakanzwa Wechiduku akawana mamaki akazara mubvunzo yake yemasvomhu yokuchikoro. Aifunga kuti maths inyaya yakaoma uye inonetsa asi iye zvino achinja pfungwa. Ane chivimbo chakawanda mukudzidza maths uye mazuva ese, anotanga aita homework yake yemaths. Thank you very much for your help.

